Uploaded By
VIEW PROFILE
9 Followers
Gangster rikasatenga beer vanotengesa vanozorarama nei
Gangster rikasakwepesa hembe masalad shungu anozochena nei
Wauya kudm kwemunhu wangu xaaa ndokubatsira nei
Hatina kunge takumhoresai horyt maswera sei
Wati wakunzwa kunge usiri kudiwa Saka uku forcee rei
Bla bla bla .......
- Release Date:April 17, 2026
- Producer:Shettoh
- Genre:Hip-Hop/Rap


