Download it in the appOh— mandiiii
Aya iyere mambo
Kana wati unomudaaa—aa
Womudawo sezvaari
Iwe wati unomudaa-aa
Womudawo sezvaari
Kana wati unomudaaa—aa
Womudawo sezvaari
Iwe wati unomudaa-aa
Womudawo sezvaari
(Dzimwe nguva)
Zvinomubata, kufundumwara iwe mudzidze
Ohh (Dzimwe nguva)
Haadi kubatwa musiye chingomutarira
(Kozoita imwe nguvawo)
Anogona kutsamwa pasina kana chawamutadzira-aa
(Iroko imwe nguvawo)
Anokutokonya kusvika hasha dzakukurira
Unomudaaa—aa
Unomudaaa—aa
Kana wati unomudaaa—aa
Womudawo sezvaari
Iwe wati unomudaa-aa
Womudawo sezvaari
Saka uchapihwa yekushamba
Uchapihwa chekupfeka
Usaita nharo chingoseka
(Uchapihwa chekuseva-a)
Chipo chamatenga
Kuwana anomira...
- Producer:Micyunging, Honeymoon Records
- Release Date:May 9, 2023
- Album:Single