Uploaded By
VIEW PROFILE
33 Followers
Is it too early to say ndaneta
Or too early to say ndaremerwa.
Ndezve fevha mdhara
Kunze kune vanosunda mabhara
Vanosunga dhiri risabhadhara
That's why ukajumha dollar unofara.
Pavanoita bag pane arwara.
I can tell vanondiona kunge mambara
God is the greatest ndewe munhuwese.
Kunze uku kune vanowana zvese
Vanobuditsa Mari vasingazese
Pain is a struggle tinayo tese
As it is kutsoma ma dreams hakusi easy
Kunze uku kune vanoshaya chease
Nezera rangu rino ndiri busy
Ndaitoti zviri easy pandaigerwa drizzy
Ndapinda my jungle
Uta nemuseve ASI handisi Rambo
Now in my 20's ndikufamba pa Tambo
Behind the scenes kunge owner we lambo
Hapana proof muchanzwa dza Ngano
Chasing the bag ndisanyadzise tsano
One musikana ndokoshesa hutano
Ndomubvisa mu street totanga imwe nhano
Ndakazodzamisa pfungwa ndakazoona kuti munhu unofanirwa kuita chinhu one
Mwari akaku blesser nerudo wapinda machena wofamba nemunhu one
Zvevanhu vakawanda hachisi chi guy
Lowky unenge utori hwai
Vamwe vanhu hauvawane ka 2 nhai
Pakungoresveka good bye
Lets take it back to the bible
Usadhibhe prayer kuti usazobhaiza
Muyedzo inowanda mu life but ramba wakadzvanya usazo cheuka
Then woramba wakatar
- Release Date:August 28, 2026
- Producer:Raspo & Kislywashe
- Genre:Hip-Hop/Rap
